15 “Nzvimbo dzakasara, dzina makubhiti zviuru zvishanu paupamhi namakubhiti zviuru makumi maviri namashanu pakureba, dzichashandiswa neguta, sepokugara namafuro. Guta richava pakati pazvo
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 48
Maonero Ezekieri 48:15 akapoteredza