Ezira 3:13 BDMCS

13 Hapana aigona kutsaura inzwi rokudanidzira kwomufaro kubva kuinzwi rokuchema kwavanhu, nokuti vanhu vakaita ruzha rukuru kwazvo. Uye ruzha urwu rwakanzwika kure kure.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:13 akapoteredza