Ezira 4:19 BDMCS

19 Ndakarayira uye zvikatsvakwa, zvikaonekwa kuti guta iri rine nhoroondo yokumukira madzimambo kubva kare uye raiva nzvimbo yokumukira madzimambo nokurangana zvakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 4

Maonero Ezira 4:19 akapoteredza