Isaya 11:14 BDMCS

14 Asi vachawira pamusoro pamateru eFiristia kumavirazuva; pamwe chete vachapamba vanhu vokumabvazuva. Vachatora Edomu neMoabhu, uye vaAmoni vachava varanda vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 11

Maonero Isaya 11:14 akapoteredza