Isaya 13:4 BDMCS

4 Inzwai, kutinhira pamusoro pamakomo, kwakafanana nokwavanhu vazhinji zhinji! Inzwai, mheremhere pakati poumambo, sendudzi dziri kuungana pamwe chete! Jehovha Wamasimba Ose ari kugadzirira mauto kundorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:4 akapoteredza