Isaya 15:8 BDMCS

8 Kudanidzira kwavo kwaita maungira kuchitevedza muganhu weMoabhu; kuungudza kwavo kunosvikira kuEgiraimi, kurira kwavo kunosvikira kuBheeri Erimi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 15

Maonero Isaya 15:8 akapoteredza