Isaya 19:2 BDMCS

2 “Ndichakuchidzira kumukirana pakati pavaIjipita, munun'una acharwa nomukoma, muvakidzani acharwa nowaakavakidzana naye, guta richarwisana nerimwe guta, umambo hucharwisana nohumwe umambo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 19

Maonero Isaya 19:2 akapoteredza