19 Vanhu vachatizira kumapako amatombo, nokumwena yapasi nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokubwinya kwoumambo hwake, paanosimuka achizungunutsa nyika.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 2
Maonero Isaya 2:19 akapoteredza