Isaya 21:3 BDMCS

3 Naizvozvo chiuno changu chakazara nokurwadziwa; marwadzo akandibata, kufanana nomukadzi ari kusununguka; ndiri kudzedzereka nezvandinonzwa, ndakanganisika nezvandinoona.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 21

Maonero Isaya 21:3 akapoteredza