Isaya 37:36 BDMCS

36 Ipapo mutumwa waJehovha akabuda akauraya varume zviuru zana namakumi masere nezvishanu pamusasa wavaAsiria. Vanhu vakati vachimuka mangwanani, onei mitumbi yavakafa!

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37

Maonero Isaya 37:36 akapoteredza