Isaya 41:22 BDMCS

22 “Uyai nezvifananidzo zvenyu zvitiudze zvichaitika. Tiudzei zvinhu zvakare kuti zvaiva zvipi, kuti zvimwe tizviongorore tigoziva magumo azvo. Kana kuti tizivisei, zvinhu zvichaitika,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 41

Maonero Isaya 41:22 akapoteredza