Isaya 52:15 BDMCS

15 saka iye achasasa ndudzi zhinji, uye madzimambo achafumbira miromo nokuda kwake. Nokuti zvavakanga vasina kuudzwa, vachazviona, uye zvavasina kumbonzwa, vachazvinzwisisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:15 akapoteredza