Isaya 57:20 BDMCS

20 Asi vakaipa vakafanana negungwa rinozungunuka, risingagoni kuzorora, rina mafungu anorasa marara namatope.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 57

Maonero Isaya 57:20 akapoteredza