Isaya 65:20 BDMCS

20 “Mariri hamungazovizve nomucheche achararama mazuva mashoma shoma, kana mutana asingasvitsi makore ake okurarama; uyo anofa ane zana ramakore achangotorwa somujaya; uyo anotadza kusvika pazana ramakore achatorwa sowakatukwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 65

Maonero Isaya 65:20 akapoteredza