Jeremia 11:15 BDMCS

15 “Ko, mudiwa wangu ari kuitei mutemberi yangu, zvaari kuita mabasa ake akaipa navazhinji? Ko, nyama yakatsaurwa ingadzivisa kurohwa kwako here? Pamunoita zvakaipa zvenyu, ipapo imi mofara.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 11

Maonero Jeremia 11:15 akapoteredza