28 Ko, zvino vamwari vamakazviitira varipi? Ngavauye kana vachigona kukuponesai pamunenge mava munhamo! Nokuti muna vamwari vakawanda kupfuura maguta amunawo, imi Judha.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 2
Maonero Jeremia 2:28 akapoteredza