Jeremia 20:16 BDMCS

16 Munhu uyo ngaave semaguta akaparadzwa naJehovha asingazvidembi, Ngaanzwe kuungudza mangwanani, nokuchema kwehondo masikati.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 20

Maonero Jeremia 20:16 akapoteredza