Jeremia 20:18 BDMCS

18 Ndakambobudireiko mudumbu kuti ndione nhamo nokuchema nokugumisa mazuva angu mukunyadziswa?

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 20

Maonero Jeremia 20:18 akapoteredza