Jeremia 25:29 BDMCS

29 Tarirai, ndava kutanga kuuyisa njodzi pamusoro peguta rinodanwa neZita rangu, ko, imi mungarega kurangwa here? Hamungaregi kurangwa nokuti ndava kudana munondo pamusoro pavose vagere panyika, ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 25

Maonero Jeremia 25:29 akapoteredza