Jeremia 25:33 BDMCS

33 Nenguva iyo vakaurayiwa naJehovha vachava pose pose vachibva kuno mumwe mugumo wenyika kusvikira kuno mumwe. Havangachemwi kana kuunganidzwa, kana kuvigwa, asi vachava somupfudze uri pamusoro penyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 25

Maonero Jeremia 25:33 akapoteredza