Jeremia 25:34 BDMCS

34 Chemai uye muungudze, imi vafudzi; umburukai muguruva, imi vatungamiriri veboka. Nokuti nguva yokuurayiwa kwenyu yasvika; muchawa mugopwanyika somudziyo wakanaka wevhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 25

Maonero Jeremia 25:34 akapoteredza