Jeremia 39:9 BDMCS

9 Nebhukadhinezari mukuru wehondo yavarindi akaendesa kuBhabhironi vanhu vakanga vasara muguta pamwe chete navaya vakanga vazvipira kwaari uye noruzhinji rwavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 39

Maonero Jeremia 39:9 akapoteredza