Jeremia 4:28 BDMCS

28 Naizvozvo nyika ichachema uye matenga kumusoro achava rima nokuti ndini ndazvitaura uye handingaregi kuzviita, ndini ndazvisarudza uye handingadzokeri shure.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 4

Maonero Jeremia 4:28 akapoteredza