Jeremia 40:11 BDMCS

11 VaJudha vose vaiva muMoabhu, muAmoni, nevemuEdhomu nedzimwe nyika dzose vakati vanzwa kuti mambo weBhabhironi akanga asiya vamwe vanhu muJudha uye kuti akanga agadza Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, somubati pamusoro pavo,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 40

Maonero Jeremia 40:11 akapoteredza