Jeremia 40:16 BDMCS

16 Asi Gedharia mwanakomana waAhikami akati kuna Johanani mwanakomana waKarea, “Usaita chinhu chakadaro! Zvauri kutaura pamusoro paIshumaeri hazvisi zvechokwadi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 40

Maonero Jeremia 40:16 akapoteredza