Jeremia 49:24 BDMCS

24 Dhamasiko harichina simba, rakatendeuka kuti ritize, kuvhunduka kukaribata; kugomera nokurwadziwa zvakaribata, kurwadziwa sekwomukadzi osununguka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 49

Maonero Jeremia 49:24 akapoteredza