Jeremia 50:40 BDMCS

40 Sokukoromorwa kwakaitwa Sodhomu neGomora naMwari pamwe chete namaguta akavakidzana nawo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saizvozvo hakuna achagarako; hakuna munhu achagara mairi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:40 akapoteredza