Jeremia 7:18 BDMCS

18 Vana vanounganidza huni, madzibaba ndokubatidza moto, uye madzimai anokanya furawu ndokuitira Mambokadzi woKudenga makeke echingwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 7

Maonero Jeremia 7:18 akapoteredza