Jeremia 8:15 BDMCS

15 Takanga takatarisira rugare asi hakuna chakanaka chakauya, takatarisira kuporeswa asi paingova nokuvhundutswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 8

Maonero Jeremia 8:15 akapoteredza