Jeremia 9:4 BDMCS

4 “Chenjererai shamwari dzenyu; musavimba nehama dzenyu. Nokuti hama ipi neipi inonyengera, uye shamwari ipi neipi inoita makuhwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 9

Maonero Jeremia 9:4 akapoteredza