Joshua 11:15 BDMCS

15 Sezvakanga zvarayirwa Mozisi muranda wake naJehovha, saizvozvo Mozisi akarayira Joshua, uye Joshua akazviita; hapana chaakasiya chisina kuitwa pane zvose zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 11

Maonero Joshua 11:15 akapoteredza