Joshua 11:17 BDMCS

17 kubvira kuGomo reHaraki, rinokwira rakananga kuSeiri, kuBhaari Gadhi muMupata weRebhanoni mumupata meGomo reHemoni. Akabata madzimambo avo ose akavaparadza, akavauraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 11

Maonero Joshua 11:17 akapoteredza