Joshua 16:6 BDMCS

6 uye uchindosvika kugungwa, kubva kuMikimetati nechokumusoro waikombamira kumabvazuva uchindosvika paTaanati Shiro, ndokupfuura ipapo wakananga kuJanoa nechokumabvazuva.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 16

Maonero Joshua 16:6 akapoteredza