Joshua 17:14 BDMCS

14 Vanhu vaJosefa vakati kuna Joshua, “Makatipireiko mugove mumwe chete nechikamu chimwe chete kuti ive nhaka yedu? Tiri vanhu vazhinji uye Jehovha akatiropafadza zvikuru.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 17

Maonero Joshua 17:14 akapoteredza