Joshua 2:16 BDMCS

16 Zvino akati kwavari, “Endai kumakomo kuitira kuti vateveri varege kukuwanai. Muvande ikoko kwamazuva matatu kusvikira vadzoka, mozoenda henyu nenzira yenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 2

Maonero Joshua 2:16 akapoteredza