Joshua 3:4 BDMCS

4 Ipapo muchaziva nzira yamunofanira kuenda nayo, nokuti hamusati mambofamba nenzira iyi. Asi munofanira kusiya nzvimbo inosvika makubhiti zviuru zviviria pakati penyu neareka. Regai kuswedera pedyo nayo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 3

Maonero Joshua 3:4 akapoteredza