Joshua 7:15 BDMCS

15 Uyo achawanikwa ane zvinhu zvakatukwa achaparadzwa nomoto, nazvose zvaanazvo. Akanganisa sungano yaJehovha uye aita chinhu chinonyadzisa muIsraeri!’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 7

Maonero Joshua 7:15 akapoteredza