Mapisarema 106:38 BDMCS

38 Vakateura ropa risina mhosva, iro ropa ravanakomana vavo neravanasikana vavo, vavakabayira kuzvifananidzo zveKenani, nyika ikasvibiswa neropa ravo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 106

Maonero Mapisarema 106:38 akapoteredza