Mapisarema 44:2 BDMCS

2 Noruoko rwenyu makadzinga ndudzi uye mukasima madzibaba edu; makapwanya marudzi mukaita kuti madzibaba edu abudirire.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 44

Maonero Mapisarema 44:2 akapoteredza