Mapisarema 69:4 BDMCS

4 Vanondivenga ndisina mhosva vakawanda kupfuura bvudzi romusoro wangu; vanondivenga ndisina mhosva vazhinji, avo vanotsvaka kundiparadza. Ndinomanikidzwa kudzosera zvandisina kuba.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 69

Maonero Mapisarema 69:4 akapoteredza