Mapisarema 71:20 BDMCS

20 Kunyange imi makandiratidza matambudziko mazhinji uye anorwadza, muchadzosa upenyu hwangu zvakare; kubva kwakadzika kwepasi muchandibudisazve.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 71

Maonero Mapisarema 71:20 akapoteredza