Mapisarema 84:2 BDMCS

2 Mweya wangu unopanga, kunyange kuziya chaiko, nokuda kwevanze dzaJehovha; mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 84

Maonero Mapisarema 84:2 akapoteredza