Mapisarema 9:13 BDMCS

13 Haiwa Jehovha, onai kuti vavengi vangu vanonditambudza sei! Ndinzwirei ngoni mundisimudze pamasuo orufu,

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 9

Maonero Mapisarema 9:13 akapoteredza