Muparidzi 9:1 BDMCS

1 Nokudaro ndakafunga pamusoro pezvose izvi uye ndikapedzisira nokuti vakarurama navakachenjera, nezvavanoita zviri mumaoko aMwari, asi hakuna munhu anoziva kuti rudo here kana ruvengo zvakamumirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 9

Maonero Muparidzi 9:1 akapoteredza