Nehemia 11:22 BDMCS

22 Mutariri mukuru wavaRevhi muJerusarema aiva Uzi mwanakomana waBhani, mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMika. Uzi aiva mumwe wezvizvarwa zvaAsafi, vaiva vaimbi vari vabati veshumiro yeimba yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 11

Maonero Nehemia 11:22 akapoteredza