Nehemia 13:14 BDMCS

14 Haiwa Mwari wangu, ndirangarireiwo nokuda kwaizvozvi, uye musadzima zvandakaita nokutendeka kuimba yaMwari wangu, neshumiro yayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 13

Maonero Nehemia 13:14 akapoteredza