1 Mumwedzi waNisani mugore ramakumi maviri raMambo Atazekisesi, panguva yaakavigirwa waini, ndakatora waini ndikapa kuna mambo. Handina kumbenge ndambosuruvara zvakadai pamberi pake.
Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2
Maonero Nehemia 2:1 akapoteredza