Nehemia 2:7 BDMCS

7 Ndakatizve kwaari, “Kana mambo achifadzwa nazvo, ndingapiwawo tsamba here dzinoenda kuvabati vari mhiri kwaYufuratesi, kuitira kuti vagondipa mvumo yokupfuura kusvikira ndasvika muJudha?

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2

Maonero Nehemia 2:7 akapoteredza