15 Vari pakati penzara makavapa chingwa chaibva kudenga, uye pavakafa nenyota makavapa mvura yakabva padombo; makavaudza kuti vapinde kundotora nyika yamakanga mapika noruoko rwakasimudzwa kuti muvape.
Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9
Maonero Nehemia 9:15 akapoteredza