Revhitiko 10:12 BDMCS

12 Mozisi akati kuna Aroni navanakomana vake vakanga vasara, Ereazari naItamari, “Torai chipiriso chezviyo kubva pazvipiriso zvakaitirwa Jehovha nomoto, zvakagadzirwa pasina mbiriso mugochiisa parutivi pearitari nokuti chitsvene-tsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 10

Maonero Revhitiko 10:12 akapoteredza